Professional Documents
Culture Documents
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA N NGIRAZI
0622932725
Pdf By VaDeny.....
LOVE U ALL
ɿɿ SHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 2
Naration
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHOT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 3
LISAH
vazhinji mungashamisika kuti why I wished
them a good luck yah I did that because I
felt defeated chero dai ndaida kuita nharo
ndaigodii Simba ndaiva ndisina hongu
LOGAN ndaimuda asi chakaita
ndisanyanye kurwadziwa sterek
ndechekuti ndainge ndakamuudza kut
respect my body and for sure haana
chaaiziva pamuviri wangu kunze
kwezvinoonekwa kunze
kwehembe.imagine pain yekusiiwa
nemunhu anoziva zvese zvawakasenga
kusandiziva kwake ndiko kwakaita
ndivasiye vaite zverudo rwavo
.pavakatoona smile yangu on the vedio
call vakabva vasunguka kundi inviter at
their wedding uyo wavainoitira kunyika ye
Canada kunova kune family yemusikana
.ko mkomana wacho zvaisarema kah
nekuti bag pamusha paro asiwo zvakadaro
ini ndakakundikana kuenda bcoz I was
busy ndaiva neXul work yakawanda
mazuva aimhanya ndanga ndoda kuenda
Kuma deals angu emari ini neteam
randaishandidzana naro uku nedivi
weekend yaitevera my family vaindipa
pressure kuti huya kumba takusuwa so
ndakaona zvakakonzera to put my family
first than my ex's wedding.musazoti
ndakaita jealous no hongu ndakarwadziwa
asi ndirimunhu anokurumidza
kusunungura moyo uye kugamuchira kuti
izvi hazvisi zvangu.
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 4
Naration
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 5
LISAH
Pamela paakavhura door ndakanzwa
avakumhoresana nalandlady vedu
ndakatomborohwa nehana kuti
kokamurungu aka kavingei bcoz aisasvika
svika ku cortage kwedu Mari yerent
taingosenda through bank
account,ndakatombofunga kuti pamwe
karikuda kuti tibude but ndakakurumidza
kuidzinga pfungwa iyoyo mumusoro
mangu.vakazopinda vese mumba
tikamhoresana tichimuratidza pekugara
and we offered her a piece of cake
tichitaura nyaya dzekuvaraidza nguva
tichimirira ataure zvaainge afambira
"vasikana unotaura nyaya pano yakanaka"
kakadaro kachitaura matauriro anosekesa
sezvo kaida kuzama kutaura Shona isu
sevanhu vasingatani kuseka takangoruma
miromo kuzvidzora kuti tisaseke landlady
wedu, saka akazotaura hake ne English
yake kuti tikurumidze kunzwanana.
Apo akatiudza kuti iye nemrume wake
vaibuda muzuva rinotevera vachizonoka
kudzoka zvemanheru acho sezvo vainge
vaine party with their bizness partners
kune imwe hotel izvi ayitiudzira kuti
tizobatsira kutarisa pamba kunyangwe
zvazvo paiva nesecurity ,uye akazoti
chaanyanya kufambira ndechekuti
timubatsirewo kutsvaga vangada
kubatsira basa kumabiko kwacho
vachizobhadharwa,ini ndakabva ndangoti
ndini 1 wacho ndirikuda that moment
pandakadaro besty vangu vakanditarisa
zvekutoshamisika kuti anopenga here uyu
or arikuita majokes but akatozoona kuti i
was serious iye Pamela kwavakuti
haakwanisi sezvo aive nexulwork yaaida
kuzoswera achishanda on it.kamurungu
kaya kakazooneka akasiya ati aizouya
achinditora zuva rinotevera
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 5
LISAH
Pamela paakavhura door ndakanzwa
avakumhoresana nalandlady vedu
ndakatomborohwa nehana kuti
kokamurungu aka kavingei bcoz aisasvika
svika ku cortage kwedu Mari yerent
taingosenda through bank
account,ndakatombofunga kuti pamwe
karikuda kuti tibude but ndakakurumidza
kuidzinga pfungwa iyoyo mumusoro
mangu.vakazopinda vese mumba
tikamhoresana tichimuratidza pekugara
and we offered her a piece of cake
tichitaura nyaya dzekuvaraidza nguva
tichimirira ataure zvaainge afambira
"vasikana unotaura nyaya pano yakanaka"
kakadaro kachitaura matauriro anosekesa
sezvo kaida kuzama kutaura Shona isu
sevanhu vasingatani kuseka takangoruma
miromo kuzvidzora kuti tisaseke landlady
wedu, saka akazotaura hake ne English
yake kuti tikurumidze kunzwanana.
LOVE U
ALLhttps://chat.whatsapp.com/K0zdXmh
DgEr6xf3yFuMDCC
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0zdXmhDgEr
6xf3yFuMDCC
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 6
LISAH
Takasvika kuHotel and I was surprised
kuona iri MONOMOTAPA HOTEL ndakafara
because ndaigara ndichida kupindamo kuti
ndione zvitimukati asi chete
ndaiverengera.Anyway maybe mwari
vakaona zvakakodzera kuti ndipasvike
nenzira iyoyi.LandLady vangu
vakatungamira ini ndichitevera mumashure
mavo tichinanga kwaiva nevamwe
vandaizoshanda navo it was 6 girls and
4boys takasvika then Mrs Chally(landlady)
introduced me kune vamwe and aiva
mukuru achitungamirira vanhu ava akabva
atondiudza zvekuita ndikatotanga basa
racho then Mrs Chally left ndikasara
nevamwe tai cleaner nekuita zvakasiyana
siyana zvaingobatsira kuti vanhu vazoita
party yavo zvakanaka.Sezvo tym dzainge
dzavamba takanzi chiendai zvizhinji
zvichazopedziswa neVashandi vemo
,takabva taudzwa kuti tichaisirwa Mari
yedu muma accounts sezvo tese taiva
nema accounts hazvina kunetsa.ini
ndakazotarisa tarisa ndikaona Mrs Chally
vasipo zvoratidza kuti vanga vayenda then
nekusada kunetsa munhu I decided to call
besty vangu kuti vauye vanditore but she
told me kuti aiva somewhere pane munhu
waanga anoona then ndakazoita
zvekutsvaga tax and hazvina kundinetsa
kuiwana sezvo dzinenge dzakangomira
kufront door reMonomotapa ndavakuda
kutopinda mutax then a guide aiva akamira
padoor akabva andishevedza achindipa
paper kuti ndiise signature akati ndizvo
zvonoitwa kana vanenge vachishanda
imomo vachaisa then we had said our
goodbyes .in my way to the Tax ndakabva
ndadhumirana nevamwe Mother vechikuru
vainge vakabata handbag yavo ikawira pasi
ndichibva ndainhonga ndichikumbira sorry
havana kumbonetsa vakabva vandiudza
kuti ndivo vaiva wrong nekuti vanga
vachifamba vasina kutarisa kwavarikuenda
takanzwisisana tikaonekana ndichingoti
few steps kubva pavari vakabva
vandisheedza ndikacheuka ndichidzokera
pavari vakandibvunza zita rangu
ndikavaudza and she told me kuti vanonzi
Mrs Nkomo and she told me kuti vanogara
kuZmre park she was very free zvekuti
ndakatozoudzwa kuti vanga vauya
paHotel kunotora last born yavo uyo ainge
aramwa kugara kumba achiuya kunogara
muHotel because of ainge anetsana
namaiguru mukadzi weBigbrother nekuda
kwekusanzwanana abt zvavainge vatuma
maid wepamba pavo so pakachinjanwa
mashoko and the maid she decided kusiya
basa mukomana akatobuda pamba
akaona zvakakodzera bcz paizouya
mukoma vake obvious vaizoenda Divi
remukadzi wavo nekuda kwekuti ainge
akazvitakura Saka vaikoshesa
chirimudumbu,ndakatozvishairwawo
pazvo then vakabva vatonditi take my
number ndozodawo help unditsvagire maid
akavimbika to replace ainge ayenda
ndikangotora but I wasn't sure kuti
ndomuwanepi
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0zdXmhDgEr
6xf3yFuMDCC
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 7
Naration
Lisa paakasvika kumba kwana Pamela
achiona Danai uyo ainge akagara panze
achidziya mushana akabata fon yake
ziTablet achifinyama finyama kumeso
zvekuti kusvika kwa besty vasisi vake
haana kukunzwa.Lisa akabvunza Danai
kuti kourikuitei kuno kumba haufanirwi
kunge urikuchikoro here iye akabva ati "
ndauya kunodziya mushana sei
muchibvunza zvamurikuona".Lisa
akatomboda kuseka but nekuziva kwaaita
musikana wacho akabva atoziva kuti pane
zvirikuitika zvirikumubhowa ndokusaka
arikuita mamoods ne rough saka ,akabva
apinda mumba achisiya sis vekufinyama
vakagara panze akasvika akawana muina
Gogo vaPamela avo vainge vatouyawo
kubva Kariba kwavanogara
vakachimhoresana nemufaro sezvo
vaizivana akatovati ndotenda Mwari vaita
ndiuye nekuno kuti ndikuonei vakazotanga
havo kukurukura.Maid wepamba apa
akavagadzirira chikafu vakadya pamwe
chete apedza akabva awoneka
avakudzokera kumba asi paakasvika
panze akawana shasha yaanga ambosiya
panze isisipo akabvunza 1 of the maids
akanzi apinda mubedroom yke Lisa akabva
avhunza chikonzero kuti sei munhu uyu
asiri kuchikoro zvikanzi ati ndauya
kotengerwa imwe fon nekuti tablet yake
haisi kubata network zvakanaka Lisa
akatomboseka kuti ndazviziva mhani kuti
pane zvirikuvhiringa musikana.iye sezvo
ainge atakura Tablet yake semunhu
aishandisa 2 mafon akabva apinda
mumota make kwakunotora Tablet iya
akabvisa line remo yanga ichirikuratidza
hutsva kwavakuenda kubedroom
kwaDanai she wanted to lighten her mood
akamuti ndakuvigira fon iyi sezvo iri
exactly type yaaida akabva afara
achisimuka pabed paanga akagara
achimbundikira sisi vake ava akabva
atofonera Mai vake sezvo vanga vati
vaizomutengera after work akatovati
chiregai kutenga fon ndapihwa naSis Lisa
.then Lisa akabva ati nhai Dani ukakura
unoda kuita basa rei vainge vokurukura
havo achida kuvaraidza nguva ende
akabva apindura kuti aizoda kuva Lawyer
ivo sisi vacho kwavakuchibvunza kuti koini
ndakafitira kuita basa rei zvikanzi naDanai
"rehwu Housegel then Pamela oita reku
kanzuru vanofamba vachi cleaner mustreet
vaye mabasa iwayo akakufitai zvekuti"
akatopindura hake aka relaxer
zvekutoshaiwa hanya ava busy nefon yake
itsva Lisa akangoseka achisimuka kuenda
akatomut bye avapa door kubuda.
LOVE U ALL.
LISA acharigona here basa raada iri?
Stay tunedΉ
CHAPTER 8
LISAH
Zvinoitwa neni Mwana wemeyera Gwai
hamunga mbozvinzwisise henyu apa
ndainge ndoshanda as a maid at Nkomo
mansion kkk.pamba pakanaka ipapo
ndapa kutenda hangu ndakawana mhuri
yese iripo Baba naMai nevana vavo
3boys,1 girl and also varoora vaviri.asi
umwe mukomana nemukadzi wake vainge
vangouya for visiting kwanzi vanogara
kuBalentine during this introductions
ndakatoona kut pane imwe couple isinei
nezvaiitika vaitova busy nema fon avo ini
eeeh mheno.ndakatanga kushanda apa
zvese zvaiva bho on lunch tym ndairara
manheru after work busy nema books
angu ndakazo receive a call from Pamela
achindiudza kuti mama vainge vamuudza
kuti ndava maid imiwe ndakaitwei paFon
ipapo dai aivapadhuze aindidya chaiko apa
ini ndaitaura naye everyday asi ndichitya
kumuudza about this decision but I
managed to calmed her dwn on my side
ndakanga ndazviudza kuti zverudo kwete
asi ndaizosvikepi ndirimunhu wenyama
kah so I told myself kuti achandida in this
low class life ndiye wechokwad asi
ndaisazoda magarden boy kah ndoziva
type yangu yandaizoda kkk. bt kugara
kwandakaita apa ndakazoona kuti couple
iya yekubaya mafon musi wandasvika
vanhu ava vaisanyatsowirirana rudo rwavo
rwaibatanidzwa nechiri mudumbu
zvakadaro mukadzi neMrume ava vese
vaishusha kwete zvekutamba ende mroora
waMrs Nkomo uyu hunhu chaiwo
angaasina ende she was treated us maids
kunge tisiri vanhu imiwe on other side
murume wacho akakutuma chinhu
ukanonoka unogona kutodzingwa basa
sure kunonzi zviuya hazviwanani asi izvi
zvainge zvakawanana am telling u.seni
mrume iyeye ainge akanyanyisa
kundivenga zvisingaiti I don't know why asi
ini kana shungu ndaingoti Mwari
ndibatsirei there is this day ndai cleaner
muOffice yake iri pamba ipapo so iye
akapinda ndakavarairwa apa ndairongedza
paTable yake so ndakavhunduka
ndikadonhesa mamwe mapapers pasi
veduwe ndakapihwa mbama yekuti
ndakambo vhiringika ndikadzingwa
sembwa pandoti ndibude nedzungu
randainzwa ndakabva ndanodhumira
kumadziro and I screamed lucky enough
Mwana musikana wepamba apa aitodarika
nepa office ipapo akabva angopinda
achimhanya paakaona ndavaku bleeder
mumhino and mukanwa akabva atanga
kusheedzera mai vake avo vakatouya
vachimhanya yakava batai batai
vachibatsirana kundisimudza apa Mr man
kana kumbovhunduka havo kutoisa ma
heard phones avo munzeve
.ndakasimudzwa ndikanoiswa muneimwe
room doctor anga atofonerwa he asked
and I told him kuti ndainzwa musoro sterek
akanditarisa tarisa and he gave me some
tablets akati ndimbozorora and he left
.mamwe mamaids anga atomira Mira
kuona zvaiitika ,ndakabva ndabatsirwa
kufamba naMrs Nkomo nemwana sikana
wavo tichinopinda muroom mangu
vaitooneka vese kuti varikundirwadzirwa
asi ndakavaudza kuti ndoita bho
vakazobuda ndikasara .ndakatora fon
nditanga kutaura nabesty, family friends
and also Dee mkadz waLogan uyo
aisapererwa nenyaya kani tainge towirirana
ndaingoshinga but I was in pain and I told
myself that I won't tell my beloved ones
nyaya yacho ingatozonetsa.hapana
kuzorora kwandakamboita nekuti
Shanel(Mrs Nkomo's daughter) aingouya
padiki diki achindivigira twunhu tunhu
twekudya ndomboiswa ruoko pahuma
kutester tempriture ndaitozopedzisira
ndaseka aiita semwanana kuita kwacho
apa she was 26 aiva mukuru kwandiri
negore.mai vake vakazomutevera vakati
saka murwere achazorora nguvai
takatozoseka tese and I felt so
loved.manheru vakazodzoka vari vatatu
Shanel ne young brother yake anova
waaisiira pakuzvarwa kwavo gotwe
mumba mavo and also maiguru vavo
muroora wepamba apa uya weku balentine
ainge otonditi munin'ina sezvo tese taiva
vana machuma.vese vaitondinzwira tsitsi
kani vakazobuda Shanel akati achadzoka
ndoshaiwa kuti aizodzoka kunodii because
it was already late hour vmwe vngu
vandaishanda navo vakazochaisa manheru
iwayo vakachtanga kuuya kunondiona
vachitotuka boss wavo nechemumoyo
ndaingoti munzwike henyu munoswera
madzingwa pano, Shanel akazouya naMai
vake ndakashamisika kuona achipinda
akabata blanket akabva ati auya kunonana
neni zvikanzi naMai vake ndati ndiuye naye
hazvina sure kah unosara uchiti Mwana
aenda kunorara nemurwere iye atoenda
kumwe vana vasikana munonetsa "iyii
mama mobva mandiita kunge a teenager
kudaro kundifudza kwenyu munozonyanya"
akadaro afutisa matama zvekutsamwirira
takatozoseka tese naiye wacho that
moment ndakabva ndafunga besty vangu
ndivo vaimboita kamutsamwiro ikako.Mrs
Nkomo vakazobuda vachisiya musikana
wavo atova musame blanket nemurwere
rake blanket atotsveta uko luck bed yacho
yanga yakati kurei takarara bho she was a
good and caring person musi uyu handina
kuwana tym nemabooks angu pluz fon
ndaisada awone kuti ndoshandisa fon
inodhura aitozoita mibvunzo hobho.kuseni
akamukira kubuda ainogadzirira kuenda
kubasa kwake she was a Judge(Magestry)
.ini ndakamuka ndichinzwa zvirinani but
ndakazviudza kuti Lisa tuta twako
udzokere kuHetfield kumba kwamai
nababa Lisa inga zvese zviriko wani plus
you have your 6roomed house at Westgate
yawakatengerwa nababa vako saka pano
urikunyanyo vavarirei.ndakarongedza bag
rangu it was a suitcase aya emavhiri
mazihombe ndikabata handbag mumaoko
ndichinopinda mumansion rava Nkomo
vmwe vashandi vakatanga kunditarisa on
my way ndakabva ndasangana
nekamukadzi ke bhinya rekundirova
hakana kumbonditaudza kakatofinyama
like always ini ndikakanyararirawo nxaa
ndaiva ndakatobhowekana kare
ndichipinda vese vaiva vakagara patable
yavo for breakfast vachitoratidza kuti
vanga vakuda kutoenda kumabasa but
ndakanzwa kunge mune kakupopota
kaivamo ndisati ndapinda pavakanzwa
mafootsteps vakacheukirana vakatarisa
zvekumirira kuti nditaure and I told them
kut ndavakuenda I can't work around the
binya then Mr and Mrs Nkomo begged me
kuti ndisaende vakati ndiswere
ndakazorora taizotaura kana vachinge
vadzoka .Mr vekundirova kana kumbotaura
anything or even sorry zvayo ndakabva
ndadzokera kuroom kwangu
ndakatozviudza kuti nhasi handishandi
kumasikati ndakangoona door rangu
ravhurwa without a knock
ndakatovhundukawo kut ndiani koiyeyu
anehunhu ihwohwu kokana ndisina
kupfeka and I was surprised kuona ari
Liam wekundirova ndiro raiva zita rake
akabva andiudza kuti ndisimuke
ndinogadzira mubedroom mavo kana
ndimiwo mukadzi wake basa rake raivarei
kuswera asina kugadzirisa mumba
maanorara ndakaramba chaanongwarira
kuchenama kana vabereki vemurume wake
haavaoni sechinhu anovapindura anopfeka
zvekushama pamberi
pavatezvara.ndakamboda kuti ndanzi
ndizorore wat wat ndakabva ndanzi I'm
counting kusvika ku3 ukarega kusimuka
zvandakakuita zvishoma nekutya kurohwa
ndakabva ndasimuka ndichifambisa apa
nguva yekupfeka chidress changu chebasa
ndanga ndichaiwanepi sure ndakati baba
vakandivenga ava ndakasvika ndika
cleaner ndikapedza on my way out ndika
sangana navo padoor Mr bhinya vaye
ndikabva ndavaudza kuti I'm going to
police for sue him for his abusive pandiri
akabva atonditi mhanya watononoka
kupolice kwacho bcoz 24 hrs dzikakwana
nyaya haichisisa value,Zvimwe zvinopedza
power for sure ndakatozviudza kuti zve
24hrs ndezvake the next day ndaitono
reporter chete because angatojaira kurova
vana vasiri vake.
LOVE U ALLΉΉ
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0zdXmhDgEr
6xf3yFuMDCC
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 9
Naration
Kuvira kwezuva vakazodzoka kubasa Mr
and Mrs Nkomo apo pavakasvika
vachiswedzana nemhuri yavo vakazotuma
1 of the maids kunoshevedza Lisah
kuroom kwake akauya hake akatopfeka
chimwe chidress chake chaaiwanzo
kupfeka kana aripamba chaiva chirefu
chakangoregedzera with her slender body
aizoita kunge rakaturikwa pamuti semunhu
aisada kuratidza zvaari kuvarungu vake
akangouya nezvihembe zvemanga mhanga
nechidress ichi akasvika achingowanzirwa
nemukadzi waLiam ainge akagara
mulounge maiva nevamwe apa akaita
kushama hake kupfeka kajin skirt kadiki
mumba munatezvara saka akati achiona
Lisa ne dress rake kwavakuti "nhaiwe
urikuendepiko nezi dress rako iroro kunge
munhu arikuda kutizira" akadaro
achifinyama kuda imimba yaimuitisa
kudaro hameno " kutizira kwei iwe
pawakatizira wanga usina kupfeka dress
rakadai wakangopinda muno neka short
want" uyu ndiShanel aipindura muroora
wake sezvo vainge vakatomakana .vamwe
vese kusanganisira iye muridzi wedress
vakaramba vakangonyarara vachiteerera
vaviri ava vachigwabvurana.Mr Nkomo
ndivo vakazodzimura hondo iyi nekurova
pa Table kwavakaita vachiti ENOUGH
mnhu wese akabva ati Zii vakabva
vashevedza Liam uyo ayiva kubedroom
kwake achingonzwa voice rababa vake
akadzika masteps achimhanya sezvo imba
yavo yaiva up stairs,vanhu vese vepamba
apa vaizviziva kuti kana zvadai baba ava
vanenge vatotsamwa vakazoti Lisa ataure
nyaya yake yaainge aroverwa nezuro
wacho then akabva ataura zvese
kusanganisira nezvaainge asina
kubvunzwa zvasara zvichiitika masikati
vanhu vese vakabva vatarisa Liam
nemaziso aya ekuvhunza kuti ARE U FOR
REAL?...iye akaramba ari serious sekunge
haapo ainge otonzwa dzimwe hasha
dzekuda kurova LiSa ainge amuvenga
zvesure asi akazongonyara vabereki vake
,then baba vake vakazomuvhunza kuti
ainge achizviitirei iye akabva angopindura
3 words kuti I HATE HER vanhu vese
zvakavashamisa kuti amuvengerei munhu
asina kana mwedzi chaiwo awuya apa Lisa
munhu ari free haanetsane nevanhu
anongo concentrater nebasa rake.mukadzi
wa Liam akabva aseka akati "zvako Lisa
hameno zvaungori unongovengeka Soo
zvichizoda nezidress rako iro nxaa" vanhu
vese vakasvotwa nemaitiro aLiam
nemukadzi wake asi Iye Lisa as a strong
lady haana kuchema or kupindura
akaramba ari zii.Mr Nkomo vakabva vati
kuna Liam meet me in my office right now
vakadaro vachida kutosimuka
vakazomiswa nemudzimai wavo uyo
akabva angoti" from now mutemo wepano
wachinja Lisa wavaku cleaner ma guests
rooms ese nekuwacha machira epama
beds emo kusanganisira mabedrooms
anaShanel naShingi(gotwe ravo anosiirwa
naShanel) then isu nevarume vedu
mabedrooms edu nemukadzi wa Liam
ticha cleaner tega sezvo riribasa redu
sevakadzi vanhu vese anenge ada
kutsvairirwa inenge yatova piece job
okubhadhara ipapo , vaiva mumba umu
vakabva vaombera maoko kuratidza
kufarira kusanganisira mamwe mamaids,
kunze kwa Liam na mistress vake avo
vakabva varidza tsamwa vachikwidza
stairs kuenda kubedroom kwavo kouyu
respect aisava nayo kah
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 10
LIAM
STRICTLY NO UNDER 18
̇̇̇̇̇.
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 11
LISAH
Pandakapinda mumota ya musician I
wasn't feeling comfortable iye akabva
atanga kutobvunza more about me but
ndaingopindura zvisiri straight
akazondiudza kuti anoda ndizo fiture
panext vedio rake ini semunhu aihider life
status yake ndakangomuudza kuti I don't
thing I can fit becoz I'm a low class
comparing nevasikana vaibuda on his
vedios and he told me kuti I'm a right
candidate nezvandiri Izvozvo ndakangot
baba vane nharo ava takazosvika mutown I
told him to drop me at pick n pay becoz I
wanted to pick up some things
zvandaizoshandisa kuxul but he told me
kuti yes ndirikukudzikisa but you are going
in with my DJ wapedza shopping dzako
tonokusiya kwaurikuenda ndakatomboita
nharo but naiye aivawo nenharo
takazongoita zvaaida zvacho after that
takazoenda kuAvondale ndichinosiya
zvinhu ende handina kumbovaudza kuti
after here ndirikuenda kumba kwedu
ndakangovati ndasvika then DJ ndiye
akabuda achindibatsira kuburutsa zvinhu
tapedza ndakavatenda ndikavati
vanondibhadharisa marii kunditakura
kwese kwavaita becoz ndanga ndagara
ndichizo higher tax kah but akaramba mari
yangu then akabva abuda mumota make
akatanga kutora maSelfy pics tiri 3
mamwe tiri 2 ini naye but ndaisazvifarira
ini ndasati ndakuda kuzivikanwa more
nevanhu he asked my # ndikamupa
zvaisaita ndimunyime zvaizoita sekuti ndiri
rude ndakabva ndangoti " plizz bro don't
take me wrong but let's hope I'm going to
be your fan only nothing more" iye akango
smiller chete aah hameno ikoko chero
akazvinzwa zvandainge ndataura iye
semunhu mukuru akabva atoziva kuti
ndairevei.
LOVE U ALLΉΉ
Chii chichaitika kuna Lisa and Mr Liam in
that room?
Stay tuned ̇̇
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 12
̇̇̇̇̇̇̇
TRUDY
LOVE U ALL
̇̇̇̇̇̇̇ɿɿSHE IS
SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 13
̇̇̇̇̇̇
LIAM
Stay Tuned........
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 14
̇̇̇̇̇̇
Naration
LOVE U ALLΉΉΉΉ
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 15
̇̇̇̇̇̇
LISA
LOVE U ALLΉΉ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 16
̇̇̇̇̇̇
LIAM
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 17
̇̇̇̇̇̇
Naration
LOVE U ALLΉΉ.
Few chapters left
ɿɿSHE IS SOMETHING ELSEɿɿ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 18
̇̇̇̇̇̇
LISA
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 19
̇̇̇̇̇̇
LIAM
LOVE U ALLΉΉ
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 20
̇̇̇̇̇̇
Naration
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 21
̇̇̇̇̇̇
LISA
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 22
̇̇̇̇̇̇
LIAM
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 23
̇̇̇̇̇̇
NARRATION
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 24
̇̇̇̇̇̇
LISA
Life yangu yainge yoendeka kubva
zvandainge ndabva kuBigbrother Africa
ndainge ndosheedzwa Kuma modeling
shows ndichibhadharwa Mari svinu,uku
nedivi mabusness angu zvaiendeka sezvo
tainge takwanisa kuvhura mabusness edu
ini naPamela plus rimwe team redu vari 3
which means taiva 5 pama deals takabva
tati better kuchisiyana nazvo tisati
tasungwa or kuzivikanwa sure takasiya
everyone was concentrated with their
businesses, madeals ataiita aitipa Mari
refu ayo anova ekunotenga gold zvirikunze
kwemutemo toriendesa mhiri kwenyika...
Zvakadaro pakafa Trudy hongu ini naye we
were not friends but zvaisaita kuti vanhu
vangofuratira just like that ini ainge
akandikoshera pakundisiira mwana wangu
kwaainge akaita.Kutaura kwandaiita nethat
my favorite artist from Nigeria ndainzwa
kufara but ndaisamuda ndaingomufarira
only kuzoti pandakanzwa about to feture
his vedio ndakafarisisa but
ndakazongoona andi blocker from
nowhere ,patakaenda kunew house kwedu
(eheka kwedu hant ndainge ndaratidzwa
mapapers) ndakarohwa nehana ndichinzi
ndiverenge machats angu ne that Nigerian
Artist ende moyo wangu wakatondiudza
kuti chachaya sure chakatozo colour zviri
serious pandakaruma baba Kukue
pfungwa yaive yekuti nditize ndichibuda
muroom iyoyo asi kwekunanga
ndaisakuziva imo muimba nyowani imomo
ndaizongoona room yandaizopinda
ndozvikiira mukati ndidzo dzaiva pfungwa
dzangu but zvakazoenda nepamwe
murume murume ndakachizorohwa
zvekurevesa ini kwavakurara pafloor
zvekunge ndikanyepedzera sendaive
ndotadza kufema so that aizondisiya and
for sure zvakatoshanda akabva andisiya
ndikaona achitarisa pandainge
ndamuruma I think ndainge
ndamurwadzisa zvekurevesa ndakaramba
ndichichema kusvika ndazobatwa nehope
ndiripa floor asi ndakazopepuka ndiri
pabed paside paLiam ndikanzwa hasha
nekutsamwa kwakanyanya iye ainge
akatobatwa nehope apa chiona hwu
handsome hwaiva pamwana wavamwene
vangu zvaisaenderana neutsinye
hwaaindiitira mufunge , nehasha dzandaiva
nadzo ndakambofunga kuda kumurova
mambama maviri arikuhope ikoko but
pfungwa iyoyo ndakaikandira kure because
kwaitova kudenha shumba chaiko
uchiirova nembama.Paakamuka
ndakatomunzwa ndikanyepedzera kurara
ndakanzwa achitodaira Fon achiti" ok bro
let's meet at the office in 10 minutes time"
ini paakangobuda ndakasara ndikatora Fon
yangu nekutofunga kuenda kumusha
kwana mom vangu kuMt Darwin
kwaingova nehama shoma because
vazhinji vaiva muma town, ndakaita luck
rekuti pandakaudza sekuru vangu
zvekuendako vakabva vandiudza kuti ivo
vaitoda kubvako vachinogara kuBindura
asi vaishanda pane imwe secondary as a
receptionist saka chaivamisa kubvako
inyaya yekuti paishaikwa a good candidate
for that position to replace him ini
ndakabva ndatoona uri mukana
ndaizonoshandapo hazvina kunetsa sezvo
ndainge ndakapasa "A level" yangu pluz I
was a current student at Varsity ende
ndainge ndatozviudza kuti Liam Nkomo
handichadi kumuona or kunzwa nezvake in
my life otherwise tikasangana muroad
ndaitozomusvipa .ndakabva ndatotenga
new line ndikati ndaizoriisa mufon
ndobvisa old one but pandakasvikako
handina kuzobvisa because network
yaipota ichinetsa saka zvaizonetsa
.Pandakasvika ndakagamuchirwa
zvakanaka ndikanoratidzwa room yangu
kudzimwe dzimba dzema teachers
yandaigara paiva ne 3 room pluz veranda
netoilet yaibudira mu veranda asi paimba
iyi 2 rooms ndidzo dzaipindana umo
maigara imwe couple murume aiva teacher
mukadzi aishanda kukitchen sezvo
paibikwa breakfast and lunch, chikafu ichi
chaiva chevese vaishanda pachikoro apa
uye chema students.ini room yangu ndiyo
yaiva kunze taizongosanga muVeranda
uye paiva safe nekuti veranda raiva
nebagla bar ,vaiva vanhu vakasununguka
vakabva vatondiudza kuti maweekends
ndaisara ndega sezvo ivo vaiva nemusha
kuvillage uko kwaiva nevana vavo.At first
days zvairema sezvo ndainge ndisati
ndambogara kurural area but ndakazojaira
kwaitondiitira magets aivapo pachikoro
mvura paiva neborehole kunze kwe school
yard asi ini ndaitsvaga anondicherera
ndomupa Mari because vaiti $1 usd for 3
buckets.chandakafarira hapana
aimboratidza kundiziva semunhu aiva
mukadzi wembinga or akabuda paTv
madays eBigbrother Africa ,vanhu vacho
vamwe vaiva nekakusara but
ndaitowirirana navo zvakadaro, mamwe
ma male teachers aimbondida
ndikavaudza twavo ndaisada zvisina basa,
hongu ndainge ndakaitwa bhora na baba
Kukue but zvaisaita kuti ndichibva kwaari
ndotowana mumwe ndaitya kurwadziswa
futi, uye ndainzwa zvichindirambira kuti
pazova nemumwe murume aizoziva muviri
wangu kana ndaizofa hangu ndisina
kuwana mumwe ndainge
ndatozvipira,...ndakawana room yacho iine
tv ,couch, bed wadrop maiva nefitted the
stove 2plates ye oven pluz fridge, Maplates
mapoto zvairatidza kuva zvinyowani , ini
changu aiva mablankets ne hembe
nemamwe maplates.. Rimwe zuva iri
weekend ndatopedza washen yangu
ndakabva ndambozorora ndichitaura nema
loved ones angu pluz ndichipota
ndichimboenda kune imwe Application for
my business tv yaiva onn pakabva parira
song yemuimbi uya we Nigeria wandaida
kuita vedio naye ndakabva ndafunga
kumufonera ambondiudza ega if
zvandainge ndaudzwa naLiam chaiva
chokwadi ndakatora imwe Fon ndikaisa
kine rangu new randainge ndisina
kuzoshandisa ndakaita luck harina kunetsa
kubata network, kwava kuri jusa ne
ecocash ndikaita zve call chaiyo
yakazodairwa pasecond ring ndikamuudza
kuti ndini ani ndikabvunza zvandaida
kubvunza haana kuramba akatoti
ichokwadi ndikamuti why andikumbira
ruregerero nekuda kweutsinye hwaaida
kundiitira.Ndega ndakazonyatsogaya kuti
ndokusaka Liam akazonyanya kundiitira
hasha if I knew ndingadai ndisina kutaura
naye the way I did but even though
zvaisamupa right yekundirova like what he
did,ndakabva ndatowedzera
kumutsamwira ndakatofonera besty
Pamela ndikamuudza about the call ya Mr
artist ndikatanga kutochema neshungu pa
call ipapo iye akatoshungurudzika akati
ndavakutopinda muroad kuuya,Shuwa
akasvika usiku ihwohwo around 9pm
ndakafara aizviona kut I wasn't well but
she managed to lighten my mood
akatozodzokera iri Monday morning.
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 25
̇̇̇̇̇̇
LIAM
Stay tuned......
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 26
̇̇̇̇̇̇
NARATION
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 27
̇̇̇̇̇̇
NARATION
Stay tuned.......
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 28
̇̇̇̇̇̇
LISA
Sometimes ma challenges andaisangana
nawo in my life zvainge zvakaoma but
Mwari vaizondikundisa nekuda kwavo like
musi Wandaida kubatwa chibharo na Sedar
ndakanzwa kurwadziwa kufunga kuti sure
ndizoitwa nemunhu wandisina feeling naye
apa ini ndainge ndakazviudza kuti
panopindwa naBaba kukue chete and
ndizvo zvandainge ndakavimbisa from day,
even though aisauya kwandiri by the time
yes we was married by culture on that
moment but he was also akaita ndizive
chinhu chinonzi murume besides that
moyo wangu wainge wongoda iye even
body yangu chaiyo akangoibata ndaitadza
kugadzikana , I respected my feelings and
zvaidiwa nemoyo wangu.Asi
pandakamuwanikidza ne girlfriend yake
the same akambouya kwavamwene vangu
ndakarwadziwa thought kuti zvainge
zvakapera but I was wrong apana
chinorwadza sekuona murume wako Ari on
sex with another lady ini ndaisagona
zvenoise uye ndaisazvifarira ndakamboda
kufonera Pamela kuti auye because ndiye
aizvigona but ndakazozvirega zvaisazoita
kuti vanhu vazive zvaiitika zvaitozosvibisa
zita rababa vemwana wangu uye vanhu
vaitozondidzikisira so I just chilled hangu I
didn't react even paakanditevera in my
office I acted cool and normal but
paakabuda ndakambodonhedza musodzi
ndikazozviudza kuti " come on Lisa you
can't cry over a man haasi wekutanga
kukurwadzisa LOGAN chaiye aikupa
attention akangokusiya wani be strong like
always" ndakabva ndato smiler ndega
hangu ndainge ndofunga kuti pamwe ndini
ndinonyanya kuda Liam asi iye asingandide
the way I did so ndaifanirwa kumbo
packer.Kukura kwaiita mwana wangu
kwaindifadza hangu , Stress
dzakazonyanya kundidya madays andaida
kuenda kuTurkey Mari ichiramba kubatana
but Mwari vakaita kuda kwavo
ndakatotenda besty vangu vakauya
nepfungwa yema prayers and fasting
zvakashanda ndakazobudira ku Turkey .. to
be honest kwaizezesa sezvo kwainge
kwakawandwa with different ladies but
ndakazviudza kuti I was supposed to use
my confidence every morning ndaizviitira a
silent prayer zvairwadza vamwe
vachidzokera kumba ini ndaingovako
ndainge ndotowirirana nevamwe ende
ndakafara ndichisangana ne 1 of the lady
wandainzwanana naye ma days eku
bigbrother Africa she was from Kenya, apa
vandaitaura navo ku Zim vaingoti
tirikukuonai hedu pama TV's even
Deliverance ku Uk kwaaiva aingoti I'm with
you girl kkk .The competition continued to
the final day ,ndakarwadziwa
pandakafonera Mai vangu Fon yavo
ikaramba vese na Besty ndakambofunga
kuda kufonera vamwene vangu
ndikazofunga kuti sezvo vari munhu
webasa maybe vari mu meeting ndingava
disturber , painge pasina kuchipa painge
pakaoma asi Mwari vakati Lisa
panopfuurika apa zvesure ndakapapfuura ,
I became Miss world ndaiva ndisina
tarisiro yekuti ndini ndichapihwa that
trophy because kwaiva nemhenya
dzevasikana but surely I got it like what my
mother told me , Ndakafara zvese
nekurohwa nehana pfungwa dzangu
dzikavhiringika thought kuti pavasikana
vandainge ndakamira navo ndipo pane
umwe Lisa Camila Magobiyana but
ndakazodzoka at my senses ndichiona
besty vangu and also my Sis and Tete
Shanel ndakafara I wasn't expect kuti
vangauya for me then I happy to saw
Emre's girlfriend Nyasha vakandiratidza
rudo rwavo.Apa ndainge ndakapfeka a long
golden dress raitevera muviri and a black
6inch shoe Ndakazonopfekedzwa medal
ndakuda kugamuchidzwa maflowers angu
pakarira song ya Toi my best female artist
in the world and also my best song YOU
WILL BE MINE ndakatsinzinira zvekunzwa
kuti ndagonerwa ndakatoshaiwa kuti
vazviziva sei kuti ndiyo best song yangu
pandakasvinura ndakaona vandaiva navo
vakatarisa same side ndikacheukawo I got
the shock of my life it was TOI in flesh on
that time ndakambot pamwe ndarasika
chere or ndikurota but it was her for real
ndakambonzwa kuda kunomumbundira
but yaisava nguva yacho paida
kakudzikamira akaimba akanditarisa achi
smiler ,ndikanzwa vanhu vawedzera ku
screamer ndikaona Mr Man the only and 1
baba vemwana wangu vachipindawo with
his friends Emre and Alihan vaifamba
sevasiri kugona kutsika pasi ini ndakambot
pamwe Mr Liam vauya kunondinyadzisa
pamberi pevanhu ne rough yake ndaisamu
temper but he had happy all over his face
shamwari dzake dzakamira pamashure
mbijani vainge vakachena in their slimfits
suits , Liam akauya pandiri ndainge
ndatadza kugadzikana ndaiswa
sendirikutsva sendaipera mweya then I
faned myself with 1 of my hands
ndikanzwa sezvisiri kuita ndikatanga kuzvi
fanner neese Ari 2 apa iye anga
akanditarisa kumeso zviri romantic nehu
handsome hwake Aiita kundikwezva
chaiko aingo smiler hake searikunzwa
husimbe hwekubudisa smile yacho
taingoona ma Camera achi flasher apa
noise yaiitwa nevanhu zvayo kungoti
zvaisazokuwadza nzeve because of the
sounding system settings yaivamo I think
yaitora mavoices futi, Toi continued to
sang paakati " bring me your hand and hold
my hands" Liam akandibata ruoko
akandizevezera kuti " you owe me a Dance"
ini ndaisazvigona zvekutamba panguva
yacho because ndainzwa kufara muviri
wese chaiko akanditenderedza zvekuti
titambe but I think akatoona kuti
ndasirikutogona kana ku sheacker
akazotamba iye zvehutsotsi akabata ruoko
rwangu just for a few seconds aisanzwa
hake munhu wacho ndaisatoziva that side
of him vanhu vakafara ndakaona Kuma
terrace vanhu vachi fainter ndipo
pandakaona kuti varungu vanhu vemanga
manga havadi kuita overjoy , baba kukue
vakabva vandibata kwavakundikisa and I
responded asi ndainge ndakambozviudza
kuti handichamudi paside pangu asi
akavapo body yangu yaindi betrayer he
removed himself from our kiss
kwavakupfegama on front of me 1 ibvi
ndiro raiva pasi rimwe gumbo rakaita
zvekutsika pasi holding a small nave blue
box maiva ne ring yaipenya , hana yangu
yakatomborova zvinesimba ka 1 Soo not
knowing kuti zvairevei akapfekedzwa that
headmicrofon but he failed to say many
words ndakazviona kuti ainge aine
zvakawanda zvekutaura but akatadza
kuzvibudisa but he managed to confess
his love to me handina kufunga ruviri
ndakagamuchira ring pakabva papinda
twuvana more than 10 but twaisa darika 20
I think so, twaiva twuma Turkish 2 twaiva
pamberi twaiva twakabata a Zimbabwe
flag hombe twumwe twakabata same Zim
flag but dzaiva diki that the first 1
twakatitenderera ndokuzotenderera stage
yese ndokudzokera ndainzwa kufara
zvekusatenda kuti sure ndini Lisa chaiye
ndirikuitirwa izvi ndakazopihwa the last
kiss ndikanogara pandaifanirwa kugara tiri
3 tese takapihwa ma trophy but aiva
different yangu ndiyo yaiva main trophy a
Gold one takazosimuka after some
pictures atakatorwa takagara vainge
vakakodzera vaiuya vachitorwa nesu at the
end tikazotorwa nema dearests edu after
than Liam hold my hand tikaenda kune
imwe room maiva neteam rangu
takafarirana TOI akazouyamo ndikafara
kumuona and we had some pictures with
her akabva andizevezera kuti " you are
blessed to have a man like Liam he is the
reason why I'm here " ndakatomutarisa
zviya zvekuti are you serious but she gave
me a look yekuti yes akazowoneka achiti
aifanirwa kuva somewhere that night she
had another show somewhere but
ndakasara ndikazvibvunza kuti Liam
akazviziva sei kuti Toi was my best female
artist and also my best song because pese
pandaiva padhuze na Liam
ndaisamboridza music ndaiteerera yake
yaanenge achiridza especially kana tirimu
same car ndakangoti ndaizoziva kumberi.
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 29
̇̇̇̇̇̇
LIAM
Stay tuned........
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/K0zdXmhDgEr
6xf3yFuMDCC
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 30
̇̇̇̇̇̇
NARATION
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 32
NARRATION
Stay tuned......
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/HpmL1jVN6N
UJWolAidR1mq
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 33
LISA
Ini Mwari vanondida life yangu yaiyendeka
ndega ndainyatsonzwa kuti "I'm blessed"
ma business angu zvaifamba bho .Musi
wandakatevera baba kukue ndikawana
vakagara ne girlfriend ravo ndakarwadziwa
nemaitiro emukadzi iyeye I don't want to
call her by the name (hure) because
kudanana kwaaiita nababa kukue I wasn't
know more about their affair ende ndiri
munhu ayingozviudza kuti handidi kudana
vanhu nemazita asakarurama ndisina
chokwadi nezvazvo ,Koo pamwe ndiye
aidiwa ini ndichingodirwa kuti ndiri Mai
vemwana wake, we never know ndikafunga
Izvozvo zvaindidzosa sure ,asi
ndakazobatanidza zvinhu ndakamira
pavari kudaro ndikaona kuti sure nechando
chaivako murume wangu semunhu ayibva
mukurwara hapana paaizouya nekuda
kuburikidza nechando chaimupinda his
whole body zvaitooneka nemaziso
.Ndaisava munhu we violence uye
ndaizviudza kuti ini negirlfriend yemurume
wangu we are not in the same league iye
ayitovavarira kuda kuva mulevel randiri
pamurume wangu kah ,I asked her in a nice
way kana ayida Mari ndaigona kumupa
ndaisava nechitema naye hatina musi
watakatukana so ndakangoona kuti she
was there for a serious reason necondition
yaiva nababa kukue haaizombovasiya
vachipindwa nechando pasina iripo
,dzimwe pfungwa dzakati pamwe ane
mimba but mhinduro yake yakandiratidza
kuti She was just a devil I failed to control
myself ndikamurova zvisina noise mukati
ndainge ndatozvipira kuti akandidzosera
ndaizomuratidza kuti kowonda kunze asi
bonzo rakasimba.From there a lot
happened that day ndakazoshamisika
kumuka ndiri muhosptal chirwere hachina
kutaurwa kwanzi ndaizvipa stress too
much .Mazuva akafamba Kukue wangu
ayikura oti kunaka pameso seni Mai vake
kkk but kaguma ayioneka kuti ndi
Trudy.Ndakazotanga kunzwa kungogara
ndiri energetic Soo ndaitoshaiwa
kwekushandisira Simba rangu.
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 34
LIAM
Stay tuned.......
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/HpmL1jVN6N
UJWolAidR1mq
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
̇̇̇̇̇̇
CHAPTER 34
SEMI FINAL
NARATION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 35
SEMI FINAL B
̇̇̇̇̇̇
LISA
Stay tuned........
Follow this link to join my WhatsApp group:
https://chat.whatsapp.com/HpmL1jVN6N
UJWolAidR1mq
(ROMANTIC STORY)
2022 PRODUCTION
SHORT STORY BY
PAMELA.N.NGIRAZI
CHAPTER 36
FINAL CHAPTER
̇̇̇̇̇̇
LIAM
*THE END*